Tuesday, March 25, 2014

ZVAKAZARURWA

ZVAKAZARURWA Tsamba iyi yakanyorerwa kereke nomwe dzokuEzhia Diki dzinnohwa mazita adzo pakutaurwa kwamashoko anobva kuna Jesu muzvitsauko 2-3 Johani akaona chiratidzo chaJesu uyo waanotsanangura muchitsauko 1. Muzvitsauko 4-5 anoona chimwezve chiratidzo chaJesu, uye pazvinoitika Jesu anotora bhuku rakapetwa kubva muruoko rwo’uyo akanga agree pachigaro chokutonga.’ Zvimwe zvitauko zvose zvinotevera zvinotaura zvinoitika Jesu achizarura bhuku. Zvitsauko izvi zvizere nemifananidzo yakaoma iyo yatisinganyatsonzwisisa uye hatigoni kunyatsoziva zvainoreva. Asi nyaya iri mubhuku umu ndeyokuti Mwari ndiye ari kutinga, uye zvakaipa zvose zvichaparadzwa pakupedzisira.

No comments: