Tuesday, March 25, 2014

JUDHA

JUDHA Vazhinji vanotenda kuti Judha aiva munun’ina waJesu. Tsamba yake inoshandisa mashoko mamwe chete na-2 Petro 2:1 na-3:3 achitsiura vose vanotsauswa nedzidziso dzenhema. Naiyewo anonyora pamusoro pokurangwa kuchauya, uye anokurudzira vaverengi vake kuti varambe vari padzidziso yakare.

No comments: