MUPARIDZI
Zita rebhuku rinoreva kuti ‘Mudzidzisi’ uye shoko guru nderokuti ‘hazvina maturo’. Munyori anoongorora zvinhu zvose Zoupenyu: phuma, ukuru kana kuti chigaro, kubudirira pamabasa apamusoro, namafaro uye anopedzisira achiti hazvina mature nokuda kworufu runouya kumunhu wose. Chinhu chimwe chete chakanaka ndechokuti tinofanira kufadzwa nechimwe nechimwe chatakapiwa naMwari, uye muChitsauko 12:33 mudzidzisi anopedzisira achiti, ‘Itya Mwari uye uchengete Mirayiro yake.’
No comments:
Post a Comment