KUUNGUDZA KWAJEREMIA
Urwu rwiyo rwokuchema pamusoro peguta reJerusarema rakanga raparadzwa, runonzi rwakanyorwa naJeremia. Chitsauko chimwe nechimwe inhetembo yakakwana, uye mune imwe neimwe zvinhu zvinoshanduka kubva mukushushikana nokushaiwa tariro, pavaiziva kuti vairangirwa zvavakanga vaita, vachizova netariro murudo rwaMwari netsitsi dzake. Munyengetero unoitwa kuti Mwari auye kuzoratidzazve izvi kuvanhu vake.
No comments:
Post a Comment