MARAKI
Bhuku iri rinoratidza kuti mushure maHagai naZakaria zvinhu zvakaderera zvakare. Vanhu Havana kuwana mufaro muna Mwari (1:2-5). Vatungamiri vezvokunamata vakanga vava nouori uye vasisaite mabasa avo nomazvo (1:6; 2:9), uye vose vakanga vasisateereri murayiro yaMwari (2:10-16), panguva imwe cheteyo vachimushora (2:17; 3:18). Chitsauko 4 chinotarisa mberi panguva iyo kusaruramisira kucharangwa uye vaya vanotya Mwari vachasimbiswa.
No comments:
Post a Comment