Wednesday, March 19, 2014

RUKA

RUKA Zvitsauko zviviri zvokutanga zvevhangeri iri zvine zviitiko zvakawanda zvakatsaukana zvine chokuita nokuberekwa kwaJesu uye noupenyu hwake achiri mudiki. Ruka anotevera nhoroondo yemhuri yaJesu kusvikira kuna Adhamu, zvichipa hwaro hwokuti Jesu ndiye Muponesi wenyika yose. Anosimbisisa kuti Jesu ane hanya nezvikwata zvidiki, varombo uye navaya vanodzvinyirirwa. Mamwe madingindira makuru ari mubhuku iri anoti: munyengetero, mufaro uye noMweya Mutsvene. Anowanzoenzanisa nguva yenhoroondo dzake nenguva yenhoroondo dzomunyika. Ndiyewo akanyora bhuku raMabasa.

No comments: