Monday, March 17, 2014
HABHAKUKI
HABHAKUKI
Nokuti Habhakuki anotaura nezveBhabhironi (1:6) zvinofungidzirwa kuti akashanda kumagumo kwemazana manomwe amakore Kristu asati aberekwa. Muprofita uyu anobvunza Mwari pamusoro pokururamisira kwake: Sei asina hanya noutsinye nouipi? Sei achishandisa vanhu vakaipa pakuronga vanhu vari nani kwavari? Mwari haapi mhinduro yakananga kumibvunzo iyi (chitsuko 2) asi anovimbisa kuti rimwe zuva acharanga vose vanodzvinyirira uye vasingaruramisi. Chitsauko 3 inhetembo pamusoro paMwari achiuya kuzoranga uipi hwose uye inoguma muprofita achiti anovimba naMwari, zvisinei kuti chii chiri kuitika.
Subscribe to:
Post Comments (Atom)
No comments:
Post a Comment