Tuesday, March 11, 2014

MAPISAREMA

MAPISAREMA Hedzino nziyo, nhetembo uye neminyengetero zvakatangira mukunamata uye nomuukama hweIsraeri naMwari. Anyanyonzi ndeaDhavhidhi asi anoratidza mazana amakore oukama pakati pavanhu vazhinji, kana munhu mumwe nomumwe naMwari. Kutsamwa kwavanhu, kudzungaira, kusuwa, kuzvipa mhosva, kukahadzika, mufaro, rumbidzo norudo zvinobudiswa pachena. Madingindira anosanganisira Murayiro, Jerusarema neTemberi yaro, Nhoroondo yeIsraeri, nyika matambudziko avanhu uye nokururamisira kwaMwari.

No comments: