ZAKARIA
SaHagai, muprofita uyu akakurudzira vanhu kuti vapedzise basa ravakanga vasiyira panzira, vapedzise kuvaka Temberi. Mharidzo dzake dzinopiwa muzviono zviri muzvitsauko 1-8 zviri pamusoro pezvimwe zvinhu uye nekuvakwa kweTemberi. Zvitsauko 9-14 zvakanyorwa nenzira yakti siyanei, ndizvo mharidzo chaidzo dzechiprofita. Dingindira radzo ndiro nguva inouya: kudzikinurwa kweIsraeri, kukunda kwaMwari uye nebasa raMesiya.
No comments:
Post a Comment