VATONGI
Bhuku iri rinopfuurira mberi nenyaya yokukundwa nokutorwa kwenyika yeIsraeri zvakanga zvine kupikisana namamwe marudzi aiva munyika yeIsraeri, namamwe akanga akakomberedza. Nyaya iyi inosanganisira kuramba vachimukira uye vasingasateereri Mwari, dzimwe nguva vachimbodzoka kuna Mwari, uye nomwoyo wake murefu unoratidzwa nokuvatungamiri vakasiyana-siyana (vainzi Vatongi),vaaimutsa kuti vatungamirire marudzi kuti arwe navavengi vavo.
No comments:
Post a Comment