1 SAMUERI
Bhuku rokutanga nerechipiri raSamueri mabhuku anopa nhoroondo yeIsraeri panguva inokosha yokubva muutungamiri hwaivapo vachienda muutungamiri hwamadzimambo. Mabhuku aya anotora zita rawo kubva pamuprofita akanga akagadza madzimambo maviri okutanga, Sauro naDhavhidhi.
1 Samueri rinoenderera mberi nenyaya yomuVatongi richiratidza kuti kutambudzwa kwavaIsraeri, nguva nenguva, namarudzi akanga akavakidzana navo, kwakaita kuti vanhu vakumbire mambo.
No comments:
Post a Comment