Bhabheri Harimbofa Rakashanduka "...Kana munhu akawedzera pazvinhu izvi uchawedzera kwaari matambudziko akanyorwa mubhuku iri: kana munhu akabvisa mashoko ebhuku yokuprofita uku, Mwari uchabvisa mugove wake pamuti woupenyu, nomuguta dzvene, napazvinhu zvakanyorwa mubhuku iri" (Zvakazarurwa 22:18,19).Mwari, nenyasha dzake, akapa Shoko rake, Bhabheri. Mushoko rake, tinoziva nzira yeruponeso uye nemutowo woupenyu hunofadza Mwari.VERENGA, TENDA, UYE UTEERERE SHOKO RAMWARI, BHAIBHERI
No comments:
Post a Comment