Wednesday, June 6, 2012

NEHEMIA

NEHEMIA Mumwe wavatungamiriri veguta idzva, Nehemia, akatungamirira pakuvakwa kwamasvingo akanga akakomberedza Jerusarema, aikosha chaizvo pakudzivirirwa kweguta (zvitsauko 1-7). Mushure mokunge izvi zvaitwa Ezra akaverenga murayiro (kubva mumabhuku mashanu okutanga omubhaibheri) kuvanhu uye akavatungamirira pakureurura kusateerera kwavo kuna Mwari uye mukuvimbisa kuti vaizomuteerera mune ramangwana (zvitsauko 8-10). Nehemia akauyisawo shanduko dzakasiyana-siyana pamagariro evanhu (zvitsauko 11-13).

No comments: