Wednesday, June 6, 2012

JOBHO

JOBHO Nyaya yaJobho inowanikwa muzvitsauko zviviri zvokutanga uye nechitsauko chokupedzisira chebhuku iri. Satani akatenderwa kuti auyise matambudziko makuru akasiyana-siyana muupenyu hwomurume uyu akanga akanaka uye achinamata Mwari. Chikamu chikuru chebhuku iri ihurukuro pakati paJobho nneshamwari dzake nhatu (yechina inongouya kwechinguva)pamusoro pokuti sei Jobho akanga ari mumatambudziko makuruakadai). Mubvunzo unobvunzwa apa, kwete pamusoro pokutambudzika kwavanhu chete, asiwo pamusoro paMwari inoti: Anoita zvakaenzana here? Iye wacho akanaka here? Mhinduro dzenguva dzose dzinoratidza kuti hadzina kukwana.

No comments: