Wednesday, August 25, 2010

Philippians 4:4

"Rejoice in the Lord always: and again I say, Rejoice."

Zvipire kuna Mwari kuti uchafamba kwete nemweya nerudo chete asi nemufaro zvekare. Ngachive chinhu chakakosha kufara munaMwari nguva dzose. Ende hapana chimwe chinhu Satan chaangaite kana kutaura kukubira kukunda kwako kwauri.

Verenga Mapisarema 84:1-4

No comments: