"But continue thou in the things which thou hast learned and hast been
assured of, knowing of whom thou hast learned them."
uchinge wazvarwa patsva muna Kristu, une shoke raMwari mumwoyo mako. Unogona kukunda mukurarama kwako.Ungangove usina mhinduro dzose. Ungangove nezvinhu zvakawanda zvausinga nzwisisi mukutenda kwako. Asi hazvisi zvinhu zvingakuparadza. Ndizvo zvinhu zvaunoziva kuti uite asi usingazviite, ndizvo zvinogona kukudonhedza munamata kwako.
Funga uchifamba pakati peusiku murima, zvimbo yausingazive pakati peSango. Asi kumusoro kunechiedza chinokutungamirira kuti urambe uri munzira kwayo. Asi zvino wabva wangokariko pinda mumhindo iyo uriwega. Unofunga kuti chiiko chinoitika kwauri? Unobva wango fenda nokudonha.Kazhizhi-zhinji unobva wakuvara.
Ndizvo zvakafanana mukufamba kwako naMwari. Anoziva zviri kumberi,anokupa chiedza chakakwana kwauri kuti utore nhabwe imwechete panguva imwechete. Unofanira kufamba nechiedza ichocho kusvikira wasvika kwaurikuenda.
Verenga 2 Peter 1:2-11
No comments:
Post a Comment