Thursday, May 31, 2012

2 MADZIMAMBO

2 MADZIMAMBO Kuenda kudenga kwaEri nokutanga basa kwomuprofita Erisha ndizvo zvinowanikwa muzvitsauko zviviri zvokutanga zva 2 Madzimambo. Zvitsauko zvasara ndizvo zvinobata nhoroondo yamakore mazana matatu, uye tichitaura maererano nezvechinamato, zvinhu zvose zvakanga zvichiderera chaizvo, kunze wekamwe chete kana kaviri apo rumutsidziro rwakakurudzirwa namambo ainge achitonga. Mugumo oumambo hwokumusoro anouya makare zana namakumi mashanu magumo eJudha asati asvika, asi muzviitiko zviviri izvi zvinizivikanwa kuti kwaiva kurngwa kwakanga kusingadziviriki, kwaibva pakutsauka kubva kuna Mwari.

1 MADZIMAMBO

1 MADZIMAMBO Mabhuku maviri aya amadzimambo anobata nhoroondo yeIsraeri kwamakore anoda kusvika mazana mana. Zvitsauko gumi nechimwe chete zvokutanga zva 1 Madzimambo zvinotaura pamusoro pomwanakomana waDhavhidhi, Soromoni, mambo wechitatu weIsraeri. Kukosha kwake kuri pakuvaka kwaakaita temberi muJerusarema, panova ndipo pamoyo wechinamato cheIsraeri. Mwanakomana wake, Rehobhoamu akagara nhaka yenyika yakanga isingagutsikani uye nokuda kwoupenzi hwake, marudzi gumi akazvitsaura akazviita nyika pachavo pasi pokutonga kwomumwe aiva muchinda waSoromoni, ainzi Jerobhoamu. Nokudarowo, nyika iyi yakanzi Israeri, kana kuti umambo hwomusoro, uye mamwe marudzi maviri akasara akanzi Judha, kana kuti nyika yezasi. Nhoroondo yenyika idzi mbiri inotaurwazve nezvayo mune zvimwe zvitsauko zva - 1 ne- 2 Madzimambo. Eri muprofita anokosha, ndiye anonyanyotaurwa nezvake kumagumo kwa 1 Madzimambo.

Wednesday, May 30, 2012

2 SAMUERI

2 SAMUERI Bhuku iri riri pamusoro pamambo wechipiri uye mambo kwaye kupfuura vose muIsraeri, mambo Dhavhidhi. Bhuku iri rinotanga muhondo uye zvichitevera kufa kwaSauro muhondo iyi. Pashure tinozoverenga nezvokurwisana kwavanakomana vaDhavhidhi pamusoro pokuti ndiani aizotevera pachigaro choumambo. Dhavhidhi ndiye akaita kuti Jerusalema rive guta guru reIsraeri.

1 SAMUERI

1 SAMUERI Bhuku rokutanga nerechipiri raSamueri mabhuku anopa nhoroondo yeIsraeri panguva inokosha yokubva muutungamiri hwaivapo vachienda muutungamiri hwamadzimambo. Mabhuku aya anotora zita rawo kubva pamuprofita akanga akagadza madzimambo maviri okutanga, Sauro naDhavhidhi. 1 Samueri rinoenderera mberi nenyaya yomuVatongi richiratidza kuti kutambudzwa kwavaIsraeri, nguva nenguva, namarudzi akanga akavakidzana navo, kwakaita kuti vanhu vakumbire mambo.

RUTE

RUTE Iyi inyaya yokuzvipira kumhuri, kuzvipira kuna Mwari uye nokumirayiro yake. Yakaitika panguva imwe cheteyo neyaVatongi. Mutambi mukuru ndiRute, uyo akanga asiri muIsraeri asi akanga atenda kuna Mwari, uye kubudikidza nokuwanikwa kwake nomuIsraeri ainzi Bhoazi akabva ava mbuya vakuru vaDhavhidhi uye natateguru waJesu.

"O sing unto the LORD a new song; for he hath done marvellous things: his right hand, and his holy arm, hath gotten him the victory." Psalms 98:1

Years ago, a young sailor went to sea for the first time. Not long after setting sail his ship encountered a heavy storm and the sailor was commanded to go aloft and trim the sails. About three quarters of the way up, the young sailor made the mistake of looking down. The roll of the ship combined with the tossing of the waves made for a frightening experience. The young man started to lose his balance. At that moment, an older sailor underneath him shouted, "Look up, son! Look up!" The young sailor did as he said -- he looked up, and regained his balance. Similarly, when our focus is on the circumstances that we face, the waves of life, we can easily lose our balance and our direction. But when we change our focus and simply "look up", our internal spiritual compass fixed on the Lord will restore our stability, and enable us to finish the assignments we’ve been given and get to the top! brothers & Sisters, are you feeling unstable today? Look up! The Lord will steady you. Heaven is your goal and God will provide the power and direction to bring you safely there!

"Recompense to no man evil for evil. Provide things honest in the sight of all men. If it be possible, as much as lieth in you, live peaceably with all men. Be not overcome of evil, but overcome evil with good." Romans 12:17-18,21

One minister tells of a wife who came into his office full of hatred toward her husband. "I do not only want to get rid of him, I want to get even! Before I divorce him, I want to hurt him as much as he has hurt me!" The minister suggested an ingenious plan "Why don't you go home and act as if you really love your husband. Tell him how much he means to you. Praise him for every decent trait. Go out of your way to be as kind, considerate and generous as possible. Spare no efforts to please him. Make him believe you love him. Then -- after you've convinced him of your undying love and that you cannot live without him, drop the bomb. Tell him you want a divorce. That will really hurt him. "With revenge in her eyes, she smiled and exclaimed, "Beautiful, beautiful! Boy, will he ever be devastated!" And she did it with enthusiasm. For two months she showed love and kindness, she listened, served and reinforced. When she didn't return to his office, the minister called. "So, are you ready now to go through with the divorce?" "Divorce?" she exclaimed. "Never! I discovered that I really do love him." This woman's actions changed her feelings. Whether it's a tough relationship, a long-time fear, or a task that seems too big for us to accomplish, sometimes we need to act in faith in order to see it conquered for the Kingdom! Brothers & Sisters, whatever it may be, let's give it to the Lord today and ask Him to motivate us to go forth with strength and passion -- for His sake!